Numeri 27:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 achabuda achivatungamirira uye achapinda achivatungamirira, achabuda navo uye achapinda navo,+ kuti ungano yaJehovha irege kuva semakwai asina mufudzi.”+ 1 Madzimambo 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo iye akati: “Ndinoona vaIsraeri vose vakapararira+ pamakomo, semakwai asina mufudzi.+ Uye Jehovha ati: ‘Ava havana vanatenzi. Mumwe nomumwe ngaadzokere kumba kwake norugare.’”+ Ezekieri 34:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvishoma nezvishoma akapararira nokuda kwokushayiwa mufudzi,+ zvokuti akava zvokudya zvemhuka dzose dzomusango, uye akaramba achipararira.+ Mako 6:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Naizvozvo, achibuda, akaona boka guru revanhu, asi akasiririswa+ navo, nokuti vakanga vakaita semakwai asina mufudzi.+ Zvino akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.+
17 achabuda achivatungamirira uye achapinda achivatungamirira, achabuda navo uye achapinda navo,+ kuti ungano yaJehovha irege kuva semakwai asina mufudzi.”+
17 Naizvozvo iye akati: “Ndinoona vaIsraeri vose vakapararira+ pamakomo, semakwai asina mufudzi.+ Uye Jehovha ati: ‘Ava havana vanatenzi. Mumwe nomumwe ngaadzokere kumba kwake norugare.’”+
5 Zvishoma nezvishoma akapararira nokuda kwokushayiwa mufudzi,+ zvokuti akava zvokudya zvemhuka dzose dzomusango, uye akaramba achipararira.+
34 Naizvozvo, achibuda, akaona boka guru revanhu, asi akasiririswa+ navo, nokuti vakanga vakaita semakwai asina mufudzi.+ Zvino akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.+