2 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro. Ruka 9:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Naizvozvo akafanotuma nhume. Idzo dzakaenda, dzikanopinda mumusha wevaSamariya,+ kuti dzimugadzirire; Johani 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo mukadzi wacho muSamariya akati kwaari: “Sei iwe uchindikumbira mvura yokunwa, pasinei nokuti uri muJudha, ini ndiri mukadzi muSamariya?” (Nokuti vaJudha havadyidzani nevaSamariya.)+
24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.
52 Naizvozvo akafanotuma nhume. Idzo dzakaenda, dzikanopinda mumusha wevaSamariya,+ kuti dzimugadzirire;
9 Naizvozvo mukadzi wacho muSamariya akati kwaari: “Sei iwe uchindikumbira mvura yokunwa, pasinei nokuti uri muJudha, ini ndiri mukadzi muSamariya?” (Nokuti vaJudha havadyidzani nevaSamariya.)+