RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Panguva iyoyo maziso emapofu achasvinudzwa,+ uye nzeve dzematsi dzichavhurwa.+

  • Isaya 61:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+

  • Ruka 17:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino akati kuvadzidzi: “Mazuva achauya pamuchada kuona rimwe remazuva oMwanakomana womunhu asi hamuzorioni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe