Mako 5:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Achibata ruoko rwomwana wacho muduku, akati kwaari: “Tarita kumi,” zvinoreva kuti: “Musikana, ndinoti kwauri, Muka!”+ kana zvashandurwa.
41 Achibata ruoko rwomwana wacho muduku, akati kwaari: “Tarita kumi,” zvinoreva kuti: “Musikana, ndinoti kwauri, Muka!”+ kana zvashandurwa.