1 Samueri 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho. Mako 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi iye akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi+ apo akashayiwa zvokudya, akava nenzara, iye nevarume vaaiva navo?+ Ruka 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi achipindura, Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi+ apo iye nevarume vaaiva navo vakanzwa nzara?+
6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho.
25 Asi iye akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi+ apo akashayiwa zvokudya, akava nenzara, iye nevarume vaaiva navo?+
3 Asi achipindura, Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi+ apo iye nevarume vaaiva navo vakanzwa nzara?+