23 “Mune nhamo imi, vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nokuti munopa chegumi+ chemindi nedhiri nekumini, asi makarega nyaya dzakakura kwazvo dzoMutemo, dzinoti, kururamisira+ nengoni+ uye kutendeka.+ Maisungirwa kuti muite zvinhu izvi, asi kwete kurega zvimwe zvinhu zvacho.