Joeri 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Tambanudzai jeko renyu,+ nokuti zvinokohwewa zvaibva.+ Uyai, burukai, nokuti chisviniro chewaini chazara.+ Zvisviniro zvinofashukira; nokuti kuipa kwavo kwawanda.+ Zvakazarurwa 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Imwe ngirozi yakabuda munzvimbo tsvene yetemberi, ichishevedzera nenzwi guru kune uya akanga agere pagore ichiti: “Tanga kushandisa jeko rako, ucheke,+ nokuti awa yokukohwa+ yasvika, nokuti zvinokohwewa zvepanyika zvanyatsoibva.”+
13 “Tambanudzai jeko renyu,+ nokuti zvinokohwewa zvaibva.+ Uyai, burukai, nokuti chisviniro chewaini chazara.+ Zvisviniro zvinofashukira; nokuti kuipa kwavo kwawanda.+
15 Imwe ngirozi yakabuda munzvimbo tsvene yetemberi, ichishevedzera nenzwi guru kune uya akanga agere pagore ichiti: “Tanga kushandisa jeko rako, ucheke,+ nokuti awa yokukohwa+ yasvika, nokuti zvinokohwewa zvepanyika zvanyatsoibva.”+