Pisarema 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+ Isaya 42:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+ Mateu 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+ Ruka 9:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Inzwi+ rakabva mugore, richiti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, akasarudzwa.+ Muteererei.”+
7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+
42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+
17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+