Mako 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku romuprofita Isaya, kuti: “(Tarira! ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzira nzira yako;)+ Johani 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+
2 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku romuprofita Isaya, kuti: “(Tarira! ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzira nzira yako;)+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+