Isaya 40:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+ Ruka 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko omuprofita Isaya, kuti: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake.+ Johani 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+
3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+
4 sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko omuprofita Isaya, kuti: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake.+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+