RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+

  • Ruka 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene zvoumambo hwaMwari, asi vamwe vose vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuti, kunyange vachitarira, vatarire pasina uye, kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.+

  • VaKorose 4:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Rambai muchifamba nokuchenjera kune vaya vari kunze,+ muchizvitengera nguva yakakodzera.+

  • 1 Timoti 3:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvakare, anofanirawo kupupurirwa zvakanaka kwazvo nevanhu vari kunze,+ kuti arege kuzvidzwa uye kupinda mumusungo+ waDhiyabhorosi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe