Mateu 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+ Mateu 13:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 kuti zvizadzike zvakataurwa pachishandiswa muprofita uya akati: “Ndichashama muromo wangu ndichitaura nemifananidzo, ndichazivisa zvinhu zvakavanzwa kubvira pakuvambwa kwenyika.”+ Mako 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+
11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+
35 kuti zvizadzike zvakataurwa pachishandiswa muprofita uya akati: “Ndichashama muromo wangu ndichitaura nemifananidzo, ndichazivisa zvinhu zvakavanzwa kubvira pakuvambwa kwenyika.”+
11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+