Mako 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino kwakanga kwasara mazuva maviri+ kuti paseka+ nomutambo+ wemakeke asina kuviriswa zvisvike. Vapristi vakuru nevanyori vakanga vachitsvaka kuti vangamubata sei vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye;+ Ruka 19:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Uyezve, akatanga kudzidzisa zuva nezuva mutemberi. Asi vapristi vakuru nevanyori nevakuru vevanhu vaitsvaka kumuparadza;+ Ruka 20:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino vanyori nevapristi vakuru vakatsvaka kuti vamubate paawa iyoyo chaiyo, asi vakatya vanhu; nokuti vakanzwisisa kuti akataura mufananidzo uyu achifunga nezvavo.+
14 Zvino kwakanga kwasara mazuva maviri+ kuti paseka+ nomutambo+ wemakeke asina kuviriswa zvisvike. Vapristi vakuru nevanyori vakanga vachitsvaka kuti vangamubata sei vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye;+
47 Uyezve, akatanga kudzidzisa zuva nezuva mutemberi. Asi vapristi vakuru nevanyori nevakuru vevanhu vaitsvaka kumuparadza;+
19 Zvino vanyori nevapristi vakuru vakatsvaka kuti vamubate paawa iyoyo chaiyo, asi vakatya vanhu; nokuti vakanzwisisa kuti akataura mufananidzo uyu achifunga nezvavo.+