Mateu 21:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Naizvozvo vakamutora, vakamukanda kunze kwomunda wemizambiringa, vakamuuraya.+ Ruka 20:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo vakamukanda kunze+ kwomunda wemizambiringa, vakamuuraya.+ Naizvozvo, muridzi womunda wemizambiringa achavaitei?+ VaHebheru 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokudaro Jesuwo akatamburira kunze kwegedhi,+ kuti atsvenese+ vanhu neropa rake.+
15 Naizvozvo vakamukanda kunze+ kwomunda wemizambiringa, vakamuuraya.+ Naizvozvo, muridzi womunda wemizambiringa achavaitei?+