16 Naizvozvo vakatuma vadzidzi vavo kwaari, pamwe chete nevateveri vebato raHerodhi,+ vachiti: “Mudzidzisi, tinoziva kuti muri wechokwadi uye munodzidzisa nzira yaMwari muchokwadi, uye hamuna basa nomunhu, nokuti hamutariri kuti vanhu vakaita sei nechokunze.+