2 Madzimambo 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino mupristi Jehoyadha akatora bhokisi,+ akaboora buri pachivharo charo, akariisa pedyo neatari kurudyi rwomunhu kana achipinda muimba yaJehovha, uye vapristi, vachengeti vemasuo,+ vaiisa imomo mari+ yose yakanga ichiunzwa muimba yaJehovha. Johani 8:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akataura mashoko aya ari panzvimbo yaiiswa pfuma+ paaidzidzisa mutemberi. Asi hapana akamubata,+ nokuti awa yake+ yakanga isati yasvika.
9 Zvino mupristi Jehoyadha akatora bhokisi,+ akaboora buri pachivharo charo, akariisa pedyo neatari kurudyi rwomunhu kana achipinda muimba yaJehovha, uye vapristi, vachengeti vemasuo,+ vaiisa imomo mari+ yose yakanga ichiunzwa muimba yaJehovha.
20 Akataura mashoko aya ari panzvimbo yaiiswa pfuma+ paaidzidzisa mutemberi. Asi hapana akamubata,+ nokuti awa yake+ yakanga isati yasvika.