Pisarema 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndapota, zvakaipa zvevakaipa ngazvigume,+Simbisai munhu akarurama;+Mwari zvaakarurama+ anoedza mwoyo+ neitsvo.+ Mateu 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jesu, achiziva kufunga kwavo,+ akati: “Muri kufungirei zvinhu zvakaipa mumwoyo menyu?+ Ruka 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvisinei, iye aiziva kufunga kwavo,+ asi akati kumurume aiva noruoko rwakakokonyara: “Simuka umire pakati.” Iye akasimuka akamira.+ VaHebheru 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari.+ Zvakazarurwa 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+
9 Ndapota, zvakaipa zvevakaipa ngazvigume,+Simbisai munhu akarurama;+Mwari zvaakarurama+ anoedza mwoyo+ neitsvo.+
8 Zvisinei, iye aiziva kufunga kwavo,+ asi akati kumurume aiva noruoko rwakakokonyara: “Simuka umire pakati.” Iye akasimuka akamira.+
13 Hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari.+
23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+