RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 24:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Naizvozvo Mosesi akatora ropa, akarisasa pavanhu,+ akati: “Herino ropa resungano+ yaitwa naJehovha nemi pamusoro pemashoko ose aya.”

  • Revhitiko 17:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuti mweya wenyama uri muropa,+ uye ini ndakariisa pamusoro peatari kuti imi muyananisire+ mweya yenyu, nokuti ropa+ ndiro rinoyananisira+ nomweya uri mariri.

  • Zekariya 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Haiwa iwewo mukadzi, ndichabudisa vasungwa+ vako mugomba risina mvura ndichishandisa ropa resungano+ yako.

  • VaHebheru 9:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Chokwadi, zvinenge zvinhu zvose zvinocheneswa neropa+ maererano noMutemo, uye kana ropa rikasadururwa+ hapana kukanganwirwa kunovapo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe