Jeremiya 31:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Tarirai! Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri+ uye neimba yaJudha;+ VaHebheru 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 saizvozvowo Jesu akava uya akapiwa sechokumbofanobata chesungano iri nani.+ VaHebheru 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+
31 “Tarirai! Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri+ uye neimba yaJudha;+
15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+