Mateu 26:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa nezvichaitika kwandiri usiku huno, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi, uye makwai eboka achapararira kwose.’+ Mateu 26:56 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 56 Asi izvi zvose zvaitika kuti magwaro evaprofita azadzike.”+ Vadzidzi vose vakabva vamusiya, vakatiza.+ Mako 14:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Zvino vadzidzi vose vakamusiya,+ vakatiza.+ Johani 16:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Tarirai! Awa iri kuuya, chokwadi, yatouya, pamuchapararira mumwe nomumwe kumba kwake+ uye muchandisiya ndiri ndoga; asi handisi ndoga, nokuti Baba vaneni.+
31 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa nezvichaitika kwandiri usiku huno, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi, uye makwai eboka achapararira kwose.’+
56 Asi izvi zvose zvaitika kuti magwaro evaprofita azadzike.”+ Vadzidzi vose vakabva vamusiya, vakatiza.+
32 Tarirai! Awa iri kuuya, chokwadi, yatouya, pamuchapararira mumwe nomumwe kumba kwake+ uye muchandisiya ndiri ndoga; asi handisi ndoga, nokuti Baba vaneni.+