RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:61
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 zvikati: “Munhu uyu akati, ‘Ndinokwanisa kukoromora temberi yaMwari ndoivaka mumazuva matatu.’”+

  • Mako 15:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Zvino vaya vaipfuura naipapo vaimutuka,+ vachidzungudza misoro yavo, vachiti: “Tsvatu waro! Iwe wokuda kuputsa temberi woivaka mumazuva matatu,+

  • Johani 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Putsai temberi iyi,+ uye ndichaimisa mumazuva matatu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe