Genesisi 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+ Mika 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Muchavaratidza chokwadi chenyu chakapiwa Jakobho, mutsa worudo wakapiwa Abrahamu, zvamakapikira madzitateguru edu kubvira pamazuva ekare kare.+ VaHebheru 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,
16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+
20 Muchavaratidza chokwadi chenyu chakapiwa Jakobho, mutsa worudo wakapiwa Abrahamu, zvamakapikira madzitateguru edu kubvira pamazuva ekare kare.+
13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,