Pisarema 107:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Paiva nevaya vaigara murima nomuzarima,+Vasungwa vaitambudzika uye vakanga vakasungwa nesimbi.+ Isaya 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+ Isaya 49:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uti kuvasungwa,+ ‘Budai!’+ kune vaya vari murima,+ ‘Zviratidzei!’+ Vachafura pedyo nenzira, uye vachafura pamakwara ose akapfumbira.+ Isaya 59:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndokusaka kururamisira kwava kure nesu, uye kururama kusingasviki kwatiri. Tinoramba tichitarisira chiedza, asi, tarirai! kune rima; tichitarisira kubwinya, asi takaramba tichifamba murima rinoramba riripo.+ Mateu 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 vanhu vagere murima+ vakaona chiedza chikuru,+ uye vaya vagere munzvimbo yomumvuri worufu, chiedza+ chakavabudira.”+ Mabasa 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’
2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+
9 uti kuvasungwa,+ ‘Budai!’+ kune vaya vari murima,+ ‘Zviratidzei!’+ Vachafura pedyo nenzira, uye vachafura pamakwara ose akapfumbira.+
9 Ndokusaka kururamisira kwava kure nesu, uye kururama kusingasviki kwatiri. Tinoramba tichitarisira chiedza, asi, tarirai! kune rima; tichitarisira kubwinya, asi takaramba tichifamba murima rinoramba riripo.+
16 vanhu vagere murima+ vakaona chiedza chikuru,+ uye vaya vagere munzvimbo yomumvuri worufu, chiedza+ chakavabudira.”+
18 kuti usvinudze maziso avo,+ kuti uvatendeutse kubva murima+ uchivaendesa kuchiedza+ uye kubva pasimba raSatani+ uchivaendesa kuna Mwari, kuti vagamuchire kukanganwirwa zvivi+ nenhaka+ pakati pevaya vakatsveneswa+ nokutenda kwavo mandiri.’