Zvakazarurwa 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Parakavhura chisimbiso chechitanhatu ndakaona, uye kudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika; uye zuva rakasviba semasaga+ emvere, mwedzi wose ukava seropa,+
12 Parakavhura chisimbiso chechitanhatu ndakaona, uye kudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika; uye zuva rakasviba semasaga+ emvere, mwedzi wose ukava seropa,+