RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “‘Zvino ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo.+ Ngavaidye yakagochwa nomoto pamwe chete nemakeke asina kuviriswa+ uye nemiriwo inovava.+

  • Eksodho 12:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Musadya chinhu chakaiswa mbiriso. Munofanira kudya makeke asina kuviriswa munzvimbo dzose dzamunogara.’”

  • Dheuteronomi 16:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Usachidya pamwe chete nechinhu chakaviriswa kwemazuva manomwe.+ Unofanira kuchidya pamwe chete nemakeke asina kuiswa mbiriso, icho chingwa chokutambudzika, nokuti wakabuda munyika yeIjipiti uchichimbidza,+ kuti uyeuke zuva rawakabuda munyika yeIjipiti mazuva ose oupenyu hwako.+

  • 1 VaKorinde 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvapaine chingwa chimwe chete, kunyange zvazvo isu tiri vazhinji,+ tiri muviri mumwe chete,+ nokuti tose tiri kudya chingwa+ chimwe chete ichocho.

  • 1 VaKorinde 11:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Nokuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakakugamuchidzaiwo, kuti Ishe Jesu muusiku+ hwaakanga achizogamuchidzwa, akatora chingwa,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe