VaHebheru 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ne“zvamunoda”+ izvozvi zvataurwa isu takatsveneswa+ nokupiwa+ kwomuviri waJesu Kristu kamwe chete+ zvachose. 1 Petro 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+
10 Ne“zvamunoda”+ izvozvi zvataurwa isu takatsveneswa+ nokupiwa+ kwomuviri waJesu Kristu kamwe chete+ zvachose.
24 Iye akatakura zvivi+ zvedu mumuviri wake padanda,+ kuti tirege zvivi+ uye tiraramire kururama. Uye “makaporeswa nemaronda ake.”+