RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 24:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Naizvozvo Mosesi akatora ropa, akarisasa pavanhu,+ akati: “Herino ropa resungano+ yaitwa naJehovha nemi pamusoro pemashoko ose aya.”

  • Zekariya 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Haiwa iwewo mukadzi, ndichabudisa vasungwa+ vako mugomba risina mvura ndichishandisa ropa resungano+ yako.

  • Mateu 26:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+

  • 1 VaKorinde 11:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ paakanga apedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, nguva dzose pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+

  • VaHebheru 9:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Naizvozvo kunyange sungano yokutanga+ haina kukumikidzwa pasina ropa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe