Pisarema 50:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Unganidzai vakavimbika vangu kwandiri,+Vaya vanoita sungano yangu nechibayiro.”+ Mateu 26:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+ Mako 14:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akati kwavari: “Iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa+ vazhinji.+ VaHebheru 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti chokwadi iye haasi kumbobatsira ngirozi, asi ari kubatsira vana vaAbrahamu.+ VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ 1 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+
28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+