Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ Johani 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 akasimuka pakudya kwemanheru, akaisa parutivi nguo dzake dzokunze. Achitora jira, akazvisunga chiuno.+ VaFiripi 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Aiwa, asi akazvidurura, akava somuranda,+ akava akafanana nevanhu.+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+
4 akasimuka pakudya kwemanheru, akaisa parutivi nguo dzake dzokunze. Achitora jira, akazvisunga chiuno.+