VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+ VaHebheru 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+