Johani 12:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino mweya wangu unonetseka,+ ndichatii? Baba, ndiponesei muawa ino.+ Kunyange zvakadaro, ndokusaka ndasvika paawa ino. VaHebheru 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+
27 Zvino mweya wangu unonetseka,+ ndichatii? Baba, ndiponesei muawa ino.+ Kunyange zvakadaro, ndokusaka ndasvika paawa ino.
7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+