RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 9:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+

  • Isaya 60:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 60 “Simuka,+ haiwa iwe mukadzi, vhenekera,+ nokuti chiedza chako chauya+ uye kubwinya kwaJehovha kwapenyera pauri.+

  • Mateu 4:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 vanhu vagere murima+ vakaona chiedza chikuru,+ uye vaya vagere munzvimbo yomumvuri worufu, chiedza+ chakavabudira.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe