RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 11:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+

  • Isaya 42:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Ini, Jehovha, ndakakushevedza mukururama,+ uye ndakakubata ruoko.+ Ndichakuchengetedza ndoita kuti uve sungano yevanhu,+ uve chiedza chemarudzi,+

  • Isaya 49:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+

  • Mabasa 13:47
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 47 Chokwadi, Jehovha akatirayira nemashoko aya, ‘Ndakakugadzai sechiedza chemamwe marudzi,+ kuti imi muve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’”+

  • Mabasa 26:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 zvokuti Kristu aizotambura+ uye, zvaari wokutanga kumutswa+ kubva kuvakafa, aizozivisa chiedza+ kune vanhu ava nokune mamwe marudzi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe