Isaya 40:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+ Mateu 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’” Mako 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+
3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+
3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’”
3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+