Isaya 42:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Hapana tsanga yakapwanyika yaachatyora;+ uye haazodzimi mwenje usina kujeka wetambo yomufurakisi. Achaunza kururamisira nokutendeka.+ Mateu 12:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Hapana tsanga yakakuzvuka yaachapwanya, uye hapana tambo inopfungaira yomufurakisi yaachadzima,+ kusvikira aita kuti kururamisira+ kubudirire.
3 Hapana tsanga yakapwanyika yaachatyora;+ uye haazodzimi mwenje usina kujeka wetambo yomufurakisi. Achaunza kururamisira nokutendeka.+
20 Hapana tsanga yakakuzvuka yaachapwanya, uye hapana tambo inopfungaira yomufurakisi yaachadzima,+ kusvikira aita kuti kururamisira+ kubudirire.