Mateu 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mazita evaapostora vane gumi nevaviri+ ndeaya:+ Wokutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munun’una wake; naJakobho mwanakomana waZebhedhi+ naJohani munun’una wake;
2 Mazita evaapostora vane gumi nevaviri+ ndeaya:+ Wokutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munun’una wake; naJakobho mwanakomana waZebhedhi+ naJohani munun’una wake;