2 Makoronike 36:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+ Mateu 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Farai musvetuke nomufaro,+ nokuti mubayiro wenyu+ mukuru kumatenga; nokuti vakatambudza vaprofita+ vakakutangirai saizvozvo. Ruka 11:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 “Mune nhamo imi, nokuti munovaka makuva evaprofita, asi madzitateguru enyu akavauraya!+ Mabasa 7:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+
16 Asi vakaramba vachiseka+ nhume dzaMwari wechokwadi, vachizvidza mashoko ake+ uye vachinyomba+ vaprofita vake, kusvikira Jehovha atsamwira+ vanhu vake, kusvikira zvisingachagadziriki.+
12 Farai musvetuke nomufaro,+ nokuti mubayiro wenyu+ mukuru kumatenga; nokuti vakatambudza vaprofita+ vakakutangirai saizvozvo.
52 Ndoupi pavaprofita asina kutambudzwa nemadzitateguru enyu?+ Chokwadi, vakauraya+ vaya vakafanozivisa pamusoro pokuuya kwaIye akarurama,+ uyo imi mazova vatengesi nevapondi vake zvino,+