Mabasa 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 vachisimbisa mweya yevadzidzi,+ vachivakurudzira kurambira mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”+ 2 Timoti 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Chokwadi, vose vaya vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+
22 vachisimbisa mweya yevadzidzi,+ vachivakurudzira kurambira mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”+