Isaya 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Jehovha achakupai chiratidzo ichi: Tarirai! Musikana+ achava nepamuviri,+ achabereka mwanakomana,+ uye achamutumidza kuti Emanueri.
14 Naizvozvo Jehovha achakupai chiratidzo ichi: Tarirai! Musikana+ achava nepamuviri,+ achabereka mwanakomana,+ uye achamutumidza kuti Emanueri.