Mateu 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mapofu ari kuonazve,+ vanokamhina+ vari kufamba-famba, vane maperembudzi+ vari kucheneswa nematsi+ dziri kunzwa, vakafa+ vari kumutswa, uye varombo vari kuziviswa mashoko akanaka;+
5 Mapofu ari kuonazve,+ vanokamhina+ vari kufamba-famba, vane maperembudzi+ vari kucheneswa nematsi+ dziri kunzwa, vakafa+ vari kumutswa, uye varombo vari kuziviswa mashoko akanaka;+