Mateu 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo vadzidzi vakauya vakati kwaari: “Munotaurirei navo muchishandisa mifananidzo?”+ Mako 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino paakanga ava oga, vaya vaaiva navo pamwe chete nevane gumi nevaviri vakatanga kumubvunza pamusoro pemifananidzo yacho.+
10 Zvino paakanga ava oga, vaya vaaiva navo pamwe chete nevane gumi nevaviri vakatanga kumubvunza pamusoro pemifananidzo yacho.+