Isaya 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+ Mateu 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+ Mako 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+
9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+
11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+
11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+