Mateu 13:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Chero munhu upi zvake paanonzwa shoko roumambo asi akasarinzwisisa, akaipa+ anouya obvuta chakadyarwa mumwoyo make; iyi ndiyo mbeu yakadyarwa parutivi pomugwagwa. Mako 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Saka, ava, ndivo iya iri parutivi pomugwagwa panodyarwa shoko; asi pavanenge vangorinzwa Satani anouya+ otora shoko rakadyarwa mavari.+ 1 VaKorinde 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti maererano nouchenjeri hwaMwari, nyika zvaisina kusvika pakuziva Mwari+ nouchenjeri hwayo,+ Mwari akaona zvakanaka kuti aponese vaya vanotenda noupenzi+ hwezvinoparidzwa. 2 VaKorinde 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino, chokwadi kana mashoko akanaka atinozivisa akafukidzwa, akafukidzwa kune vaya vanoparara,+
19 Chero munhu upi zvake paanonzwa shoko roumambo asi akasarinzwisisa, akaipa+ anouya obvuta chakadyarwa mumwoyo make; iyi ndiyo mbeu yakadyarwa parutivi pomugwagwa.
15 Saka, ava, ndivo iya iri parutivi pomugwagwa panodyarwa shoko; asi pavanenge vangorinzwa Satani anouya+ otora shoko rakadyarwa mavari.+
21 Nokuti maererano nouchenjeri hwaMwari, nyika zvaisina kusvika pakuziva Mwari+ nouchenjeri hwayo,+ Mwari akaona zvakanaka kuti aponese vaya vanotenda noupenzi+ hwezvinoparidzwa.