Mabasa 16:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Mumwe mukadzi ainzi Ridhiya, mutengesi wenguo dzepepuru, wokuguta reTiyatira+ uye aiva munamati waMwari, akanga achiteerera, uye Jehovha akanyatsovhura mwoyo wake+ kuti ateerere zvinhu zvakanga zvichitaurwa naPauro.
14 Mumwe mukadzi ainzi Ridhiya, mutengesi wenguo dzepepuru, wokuguta reTiyatira+ uye aiva munamati waMwari, akanga achiteerera, uye Jehovha akanyatsovhura mwoyo wake+ kuti ateerere zvinhu zvakanga zvichitaurwa naPauro.