Mateu 8:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Vakauya vakamumutsa,+ vachiti: “Ishe, tiponesei, tava kuda kuparara!” Mako 4:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Asi iye akanga ari mushure, akarara pamutsago. Naizvozvo vakamumutsa, vakati kwaari: “Mudzidzisi, hamuna hanya here kuti tava kuda kuparara?”+
38 Asi iye akanga ari mushure, akarara pamutsago. Naizvozvo vakamumutsa, vakati kwaari: “Mudzidzisi, hamuna hanya here kuti tava kuda kuparara?”+