Mateu 14:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Vaya vakanga vari muchikepe vakabva vamupfugamira, vachiti: “Chokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.”+ Johani 1:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ini ndakauona, uye ndakapupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.”+ Johani 20:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi izvi zvakanyorwa+ kuti imi mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari, uye kuti, nokuda kwokutenda,+ muve noupenyu nomuzita rake. VaRoma 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 asi uya akaziviswa nesimba+ soMwanakomana waMwari+ maererano nomudzimu+ mutsvene nokumuka kubva kuvakafa+—chokwadi, iye Jesu Kristu Ishe wedu,
33 Vaya vakanga vari muchikepe vakabva vamupfugamira, vachiti: “Chokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.”+
31 Asi izvi zvakanyorwa+ kuti imi mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari, uye kuti, nokuda kwokutenda,+ muve noupenyu nomuzita rake.
4 asi uya akaziviswa nesimba+ soMwanakomana waMwari+ maererano nomudzimu+ mutsvene nokumuka kubva kuvakafa+—chokwadi, iye Jesu Kristu Ishe wedu,