Eksodho 16:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mosesi akati: “Muchazviona Jehovha paachakupai nyama kuti muidye manheru uye chingwa mangwanani kuti mugute, nokuti Jehovha anzwa kumugunun’unira kwamuri kuita. Isu tiri chii? Hamusi kugunun’unira isu, asi Jehovha.”+ Johani 12:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Asinganditeereri uye asingagamuchiri mashoko angu ane anomutonga. Shoko+ randakataura ndiro richamutonga pazuva rokupedzisira; Johani 15:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Anondivenga anovengawo Baba vangu.+ 1 VaTesaronika 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo, munhu anozvidza+ haasi kuzvidza munhu, asi ari kuzvidza Mwari,+ uyo anoisa mudzimu wake mutsvene+ mamuri.
8 Mosesi akati: “Muchazviona Jehovha paachakupai nyama kuti muidye manheru uye chingwa mangwanani kuti mugute, nokuti Jehovha anzwa kumugunun’unira kwamuri kuita. Isu tiri chii? Hamusi kugunun’unira isu, asi Jehovha.”+
48 Asinganditeereri uye asingagamuchiri mashoko angu ane anomutonga. Shoko+ randakataura ndiro richamutonga pazuva rokupedzisira;
8 Naizvozvo, munhu anozvidza+ haasi kuzvidza munhu, asi ari kuzvidza Mwari,+ uyo anoisa mudzimu wake mutsvene+ mamuri.