Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Pisarema 91:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uchatsika mwana weshumba nemhungu;+Uchatsika-tsika mwana weshumba ava nezenze nenyoka huru.+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+