Isaya 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kubvira pasi petsoka kusvikira kumusoro hapana pari nani.+ Maronda nemakakuvara nembonje itsva—hazvina kusvinwa kana kusungwa, kana kupfaviswa nemafuta.+
6 Kubvira pasi petsoka kusvikira kumusoro hapana pari nani.+ Maronda nemakakuvara nembonje itsva—hazvina kusvinwa kana kusungwa, kana kupfaviswa nemafuta.+