RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 22:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Musasvibisa zita rangu dzvene,+ uye ndinofanira kutsveneswa pakati pevanakomana vaIsraeri.+ Ndini Jehovha ari kukutsvenesai,+

  • Dheuteronomi 32:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Nokuti ndichazivisa zita raJehovha.+

      Ipai Mwari wedu ukuru!+

  • Pisarema 145:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Muromo wangu uchataura nezvokurumbidzwa kwaJehovha;+

      Zvipenyu zvose zvenyama ngazvirumbidze zita rake dzvene nokusingagumi, kunyange nokusingaperi.+

  • Isaya 5:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Jehovha wemauto achakwidziridzwa nokutonga,+ uye Mwari wechokwadi, iye Mutsvene,+ achazvitsvenesa nokururama.+

  • Isaya 8:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Jehovha wemauto—Ndiye wamunofanira kuita mutsvene,+ ndiye wamunofanira kutya,+ uye Ndiye anofanira kukudederesai.”+

  • Isaya 29:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri.

  • Ezekieri 36:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 ‘Ndichatsvenesa zita rangu guru,+ rakanga richisvibiswa pakati pemarudzi, ramakasvibisa pakati pawo; uye marudzi achaziva kuti ndini Jehovha,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘pandichatsveneswa pakati penyu iwo achizviona.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe